AZ

"Live No More ft Mickey B (prod by Taffty)"

Live No More (ft Mickey B)
Ooouhhh yeah
It's AZ on the beats
Produced by Taffty
Shout out to Mickey

Chorus AZ /Hook

I don't wanna live no more
With the pain that I get from people
People don't love who l am
Kana zvakadaro ngazvigare

I don't wanna live no more
With the pain that I get from people
People don't love who l am
Kana zvakadaro ngazvigare

Ngazvigare (X 6)

Verse - AZ

Kuchema kwangu ini kwanyaya
They don't see my wounds zvondirwadza
Hama dzangu dzese dzakandidammer
Kuita kunge ndakacheka hukama
I cry every time
Life yacho inеnge inoda vanhu vane mari
It's like a crimе
Zvimwe zvacho ndati zvakutoda imimi Mwari
I know ndinoramba ndichinamata
Ndinoziva kuti muchadaira
Sometimes zvinhu zvacho zvondiremera
Asi mumoyo ndinoramba ndakatsungira
A B C D E F G H I J K L M N O P Q R S T U V W X Y Z #
Copyright © 2018 Bee Lyrics.Net